Duramazwi · zita
Zvinoreva
Idzi ihope dzekuti unorara zvekutadza kupepuka kana pakaitika chimwe chinhu.
1

BaTakue vainge votoita madzikirira chaiwo, ko chigutsa chakambofamba here.
Kana munhu achiita madzikirira ari muhope anenge achinzwa kunge pane munhu ari kumutsikirira asi achitadza kupepuka kuti amuone.
2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03madzikiswa
Pakuchera zvinhu zvakaita semakurwe, munhu
VerengaSwipe for the next word