KwaunobvaDuramazwiDdzikirira

Duramazwi · zita

dzikirira

nightmare

Zvinoreva

Dzikirira chiroto chinotyisa chokuti pamwe unonzwa wakadzvinywa asi usingagoni kupfakanyika kana kuchema. Ukaona munhu achimuka achiridza mhere anenge ambobatwa nemadzikirira.

1

Dzikirira chiroto chinotyisa chokuti pamwe unonzwa wakadzvinywa asi usingagoni kupfakanyika kana kuchema. Ukaona munhu achimuka achiridza mhere anenge ambobatwa nemadzikirira.

BaTakue vainge votoita madzikirira chaiwo, ko chigutsa chakambofamba here.

Kana munhu achiita madzikirira ari muhope anenge achinzwa kunge pane munhu ari kumutsikirira asi achitadza kupepuka kuti amuone.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word