Duramazwi
dzikisira
degrading · demote
Duramazwi
degrading · demote
Kudzasira.
Kudzasira.
Makamudzikisira zvakanyanya zvekuti izvozvi ndiri kutotya murango wamuchapiwa.
Kutaura kudzikisira kuita makata.
Kuchipisa munhu kumudzikisira chimiro chake pana vamwe. Tendai akamuchipisa nokumurova pamberi pomusikana wake.
Kuninipisa.
Duramazwi
01 / 03dzikiti
Kuti dzikiti kudzika pasi uchibva pakakwirira uchisvikomira wakanatsa kutsiga.
VerengaSwipe for the next word