Duramazwi · zita
madzimai
ladies
Duramazwi · zita
ladies
anonzi ane madzikiswa kana achizo-bata chicherwa chacho mushure menguva refu.
Madzimai izita rinoshandiswa nemapositori pakusheedza munhukadzi wose anopinda chechi iyi.

Ukuwo madzimai echiduku aigadzirira kuzogamuchira mwenga nenziyo nokutamba kukuru.
Madzimai anogonawo kusunga mazambiya uye madhuku kuratidza ruremekedzo.
Sekuru vaidzidzisa vakomana kuchengeta mhuri dzavo, kuda madzimai avo uye kugarisana nevamwe murugare.
Pakunwa doro kana zvimwe zvakadaro pamwe chete, munhu anonzi ane madzikiswa kana achinwa zvakanyanya asati apawo vamwe.
Madzimai izita rinoshandiswa nemapositori pakusheedza munhukadzi wose anopinda chechi iyi.
Ukuwo madzimai echiduku aigadzirira kuzogamuchira mwenga nenziyo nokutamba kukuru.
Sekuru vaidzidzisa vakomana kuchengeta mhuri dzavo, kuda madzimai avo uye kugarisana nevamwe murugare.
Madzimai achibva atizve povo kuwedzera mhere yorufu.
Duramazwi
01 / 03madzimambo
royalty
VerengaSwipe for the next word