KwaunobvaDuramazwiMmadzimo

Duramazwi · zita

madzimo

dze-ya

Zvinoreva

Madzimo matavi emiti manyoro kana chimwe chinhu chinoshandiswa kudzima moto wemudondo.

1

Madzimo kakwenzi kanowanikwa mumakomo, kanoita mapazi madiki akacheneruka, uye kanoita maruva ane ruvara rweshora asi rwakada kutsvukuruka.

2

Zvakafanana

dze-ya

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

madzimure

Madzimure izita rinopiwa munhu anenge achizivikanirwa pamusana pokugadzirisa vanhu vanenge vakonana, votopopotedzana kana kurwa.

Verenga

Swipe for the next word