KwaunobvaDuramazwiMmadzibaba

Duramazwi · zita

madzibaba

fathers

Zvinoreva

Madzibaba izita rinoshandiswa nemapositori pakusheedza munhurume wose anopinda chechi iyi.

1

Madzibaba izita rinoshandiswa nemapositori pakusheedza munhurume wose anopinda chechi iyi.

Madzibaba izita rinoshandiswa nemapositori pakusheedza munhurume wose anopinda chechi iyi.

Tinofanira kuyeuka kuti magamba aya vakazvipira kushandira nyika ino zvizere vasingatye kufira nyika yamadzibaba avo.

Iyi imari inobviswa nemurume kumadzibaba ake mushure mekunge atizisa musikana senzira yekuvazivisa.

Zvine chekuita

madzimai

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

madzidigu

Madzidigu kutamba kunoita n'anga pakushopera.

Verenga

Swipe for the next word