Duramazwi · chiito
sangana
encounter · meet
Duramazwi · chiito
encounter · meet
Kuonana kwevanhu vabva kunzvimbo dzakasiyana.
Kuonana kwevanhu vabva kunzvimbo dzakasiyana.
Uku ku-ngosangana-sangana kwevanhu, mhuka kana zvimwewo zvinhu pasina urongwa hwakatevedzwa.
Kana ukasangana nemunhu unenge wamuona iwe uchibva kumwe, iyewo achibva kumwe.
Tambudzai akasangana navatete vake kutaundi shipi, vakamubatisa zvinhu zvavakanga vatenga.
Kana murume nomukadzi vachisangana vanenge vachirara vese pabonde somurume nomukadzi.
Kana vanhu vanozviti vanoziva kana kugona zvinhu vakasangana zvinoreva kuti vanenge vava kukwikwidzana paunyanzvi hwavo.
Vekuzviti vanorova zvibhakera vasangana nhasi mudariro saka kune makuwerere chaiwo.
-kumbana · -dhivana
Duramazwi
01 / 03sanganidza
Kusanganidza kukaruka waona chimwe chinhu pawanga usingatarisiri.
VerengaSwipe for the next word