Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane setswa anenge achikurumidza kuseka, uye anowana zvinomusetsa vamwe vasingaoni zvinosetsa pazviri.
Kana munhu akasetswa nechimwe chinhu chinenge chamunakidza, zvichibva zvamuita kuti aseke.

Manyena munhu ane setswa dzakanyanya.
Nokudaro mumaziso make makanga musina tsetswa kana rufaro rwoupenyu kana rufaro rwokurarama.
Kana munhu akasetswa nechimwe chinhu chinenge chamunakidza, zvichibva zvamuita kuti aseke.
Ndatasetswa nemajaivhiro ari kuita vana ava.
Kana munhu achinzi ane setswa anenge achikurumidza kuseka, uye anowana zvinomusetsa vamwe vasingaoni zvinosetsa pazviri.
Manyena munhu ane setswa dzakanyanya.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03seu
Kuti seu kubvisa rukwande kana rukanda rwapamusoro.
VerengaSwipe for the next word