Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dana chikomo chinenge chisina miti kana matombo.
Kudaidza.
1

Aive amborohwa nehana pakutanga but paakazongotanga kudana denga kutya kwese kwakabva kwapera.
Zvaida saimba kuunganidza huni nokukuhwidza moto kudana vanhu asi nzira dzanhasi dzakaita sefoni hadzidi samba.
2
Kudaidza.
Dana chikomo chinenge chisina miti kana matombo.
Aive amborohwa nehana pakutanga but paakazongotanga kudana denga kutya kwese kwakabva kwapera.
Mudana mushonga wechaunga unoiswa pamusha kuitira kuti vanhu vauyepo vakawanda.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03danana
reciprocate
VerengaSwipe for the next word