KwaunobvaDuramazwiDdanana

Zvinoreva

Danana muteyo unogadzirwa netumiti, unoshandiswa kubata hove huru munzizi.

1

Sekuru vangu vaiteya madanana vachibata miramba nemhumbu huru kwazvo.

Danana muteyo unogadzirwa netumiti, unoshandiswa kubata hove huru munzizi.

Danana rudzi rwebhasikiti rakakura chaizvo.

2

Zvakafanana

chitundu

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

danangu

Kana munhu achidya zvimwe zvinhu achiti danangu anenge achiita seanozvisema.

Verenga

Swipe for the next word