KwaunobvaDuramazwiDdanangura

Duramazwi

danangura

Zvinoreva

Kana uchidanangura unenge uchidya zvekudya zvishoma nezvishoma sokunge usingadi kana kuti unosema.

1

Kana uchidanangura unenge uchidya zvekudya zvishoma nezvishoma sokunge usingadi kana kuti unosema.

Mwana aidya sadza achidanangura nokuti akambenge ambodya zvimwewo.

Kudanangura kutaura zvinhu zvakawanda uchirondedzera asi zvizhinji zvacho zvisina basa.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word