Duramazwi02 / 03sodaSoda rwudzi rwemunyu unokasira kunyunguduka, unoiswa muderere kuti rigorera zvakanaka.Verenga→
Duramazwi03 / 03sodhiyamuSodhiyamu isimbi yesirivha inowanikwa yakasangana nezvimwe zvinhu, inoshandiswa kugadzira munyu yasanganiswa nekironini.Verenga→