KwaunobvaDuramazwiSsoda

Zvinoreva

Soda rwudzi rwemunyu unokasira kunyunguduka, unoiswa muderere kuti rigorera zvakanaka.

1

Soda rwudzi rwemunyu unokasira kunyunguduka, unoiswa muderere kuti rigorera zvakanaka.

Soda rwudzi rwemunyu unokasira kunyunguduka, unoiswa muderere kuti rigorera zvakanaka.

Urwu rudzi rwefodya yemumhino inoiswa soda uye yakakorera.

Bute ifodya yakaita upfu, inoputwa munhu achiita yekufemba mumhuno, asi iyo yakasiyana neyomudhombo pakuti haiiswi soda uye yakatetepa.

Zvakafanana

mushaba

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sodhiyamu

Sodhiyamu isimbi yesirivha inowanikwa yakasangana nezvimwe zvinhu, inoshandiswa kugadzira munyu yasanganiswa nekironini.

Verenga

Swipe for the next word