KwaunobvaDuramazwiNnyobvora

Duramazwi

nyobvora

Zvinoreva

Kana munhu achinyobvora anenge achitimba sadza nezvigunwe zviviri kana chimwe, zvichiratidza kusanyanyofarira sadza racho.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word