KwaunobvaDuramazwiDdanda

Duramazwi

danda

beam · log · pole · rafter · stake · wood

Zvinoreva

Danda idavi kana hunde yemuti inenge yakatemwa kana kuwira pasi.

1

Danda idavi kana hunde yemuti inenge yakatemwa kana kuwira pasi.

Unoti ko ko ko kutema danda rose iro nekatemo kadiki kakadaro, unofunga kuti ungarigona?

Murume akanga aruma muromo achitema danda gobvu mumunda maambuya.

Chinjika danda iri padivi pomugwagwa.

Zvakafanana

mutanda

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dandabvu

Dandabvu munhu anorwara, akarukutika muviri wake uye asinganyatsogona kuzvibatsira.

Verenga

Swipe for the next word