KwaunobvaDuramazwiDdanangu

Duramazwi

danangu

Zvinoreva

Kana munhu achidya zvimwe zvinhu achiti danangu anenge achiita seanozvisema.

Kuti danangu kutaura kana kurondedzera zvakaitika nemazvo.

1

Mai vake pavakadzoka, akagara navo pasi, ndokutanga kuti danangu kwavari zvose zvakasara zvoitika.

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

danangura

Kana uchidanangura unenge uchidya zvekudya zvishoma nezvishoma sokunge usingadi kana kuti unosema.

Verenga

Swipe for the next word