KwaunobvaDuramazwiCchikandira

Duramazwi · zita

chikandira

Zvinoreva

Chikandira rumwe rudzi rweduwo rinonyikwa mumvura kuteya hove.

1

Chikandira rumwe rudzi rweduwo rinonyikwa mumvura kuteya hove.

Chikandira rumwe rudzi rweduwo rinonyikwa mumvura kuteya hove.

Uraka mukana unogadzirwa paduvo kana chikandira, panoti hove dzinogona kupinda napo asi dzisisazokwanisi kubuda.

Charaka mukana unogadzirwa paduvo kana chikandira, panoti hove dzinogona kupinda napo asi dzisisazokwanisi kubuda.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikandirwa

Chikandirwa mushonga unouraya, unoshandiswa navaroyi kuteya vamwe. Akatsika chikandirwa gumbo rake rikatanga kuzvimba.

Verenga

Swipe for the next word