KwaunobvaDuramazwiCchikanda

Duramazwi · zita

chikanda

foreskin

Zvinoreva

Chidimbu chede-hwe.

1

Chidimbu chede-hwe.

Rabha chijira kana chikanda chinoshandiswa kudzima zvinenge zvakanyorwa.

Chikanda kadimbu kedehwe kanoshandiswa kuvhara kuti mweya unenge wapomberwa mubhora usabuda.

Chikanda ibhora rinoiswa mweya, rinogadzi-rwa nedehwe rakasukutwa.

2

Chikanda chidimbu chede-hwe chinoiswa parekeni, chinoputi-risa ibwe rokufurisa.

3

Chikanda ibhora rinoiswa mweya, rinogadzi-rwa nedehwe rakasukutwa.

4

Chikanda kadimbu kedehwe kanoshandiswa kuvhara kuti mweya unenge wapomberwa mubhora usabuda.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikandi

Chikandi mudziyo mudiki unorukwa netsanga, unochengeterwa upfu.

Verenga

Swipe for the next word