Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chibvuwo ndechose chingashandiswa kubata hove dzakawanda panguva imwe chete.
Kana munhu achinzi chibvuwo anenge ari munhu akazvininipisa uye ane moyo wakanaka.
1

2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chibwesu
Chibwesu chidimbu chehari yakameduka, chinokangirwa nzungu kana chibage.
VerengaSwipe for the next word