KwaunobvaDuramazwiCchibvunzo

Duramazwi

chibvunzo

chituramubvunzokweshenimakinhuramubvunzo

Zvinoreva

Chibvunzo inyora inoshandisa panoperera mutsara kuratidza kuti mubvunzo.

1

Chibvunzo inyora inoshandisa panoperera mutsara kuratidza kuti mubvunzo.

Chibvunzo (?) Unotarisirwa kushandisa chibvunzo kana uchinge uchida kuratidza mubvunzo waunenge wabvunza kana kubvunzwa.

Chibvunzo inyora inoshandisa panoperera mutsara kuratidza kuti mubvunzo.

Zvakafanana

chituramubvunzo · kweshenimaki · nhuramubvunzo

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibvuwo

Chibvuwo ndechose chingashandiswa kubata hove dzakawanda panguva imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word