KwaunobvaDuramazwiDdengu

Duramazwi

dengu

dunduchitengu

Zvinoreva

Kuti dengu kunyura nokuyangarara pamusoro pemvura kwechinhu chisingaremi. Ukanyudza patapata mumvura, unoona rati dengu pamusoro.

Dengu mudziyo wakarukwa setswanda asi iwo wakakura zvakanyanya, unowanzoshandiswa pakutakura mbeu.

1

Nhengwana rudzi rwetswanda diki pane dengu, asi yakakura kudarika dzimwe tswanda dzese.

Dengu mudziyo wakarukwa setswanda asi iwo wakakura zvakanyanya, unowanzoshandiswa pakutakura mbeu.

Kana munhu achiti azara dengu nemubvururu anenge anyatsoguta.

2

Gumbo retafura rakanga risina kugadzirwa zvakanaka, rakabva rati rendengu.

Zvakafanana

dundu · chitengu

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word