Duramazwi
dengendeka
-ndengendeka
Duramazwi
Kundengendeka kuzunguzika kwepasi, chivakwa kana chinhu chikuru chinorema chaizvo.
Kundengendeka kwenyika kuzunguzika kwakasimba chaizvo kunoita pasi dzimwe nzvimbo dzichitokoromoka.
-ndengendeka
Duramazwi
01 / 03dengenyeka
VerengaSwipe for the next word