KwaunobvaDuramazwiZzvionera

Duramazwi

zvionera

autonomous

Zvinoreva

Kana munhu achizvionera anenge asvika pachinhanho chokuti hapana mumwe achamuitira zvimwe zvinhu kunze kwake ega.

1

Kana munhu achizvionera anenge asvika pachinhanho chokuti hapana mumwe achamuitira zvimwe zvinhu kunze kwake ega.

Baba vako vakafa, mai ndokutevera, ndiwe dangwe saka wotozvionera.

Maitakue naMamoyo vakazvionera voga pamhino sefodya kwave kubva vati "Aaah!" Vakamboramba vakastika vakadaro.

Ndakazozvionera namaziso kubasa kwangu uko kuti hazvina kusiyana, ndiwo mavambo ayo AIDS iwawo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word