KwaunobvaDuramazwiTtutudza

Duramazwi

tutudza

Zvinoreva

Kututudza zvinhu kuzviunganidza kuburikidza nekuzvitakura uchizviisa panzvimbo imwe chete.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tutuma

Kana zvinhu zviri pamoto zvichitutuma, zvinenge zvichibudisa furo kana kufashaira mvura ichidonhera pamoto.

Verenga

Swipe for the next word