KwaunobvaDuramazwiAanzva

Duramazwi

anzva

Zvinoreva

Kupamhidzira.

1

Kupamhidzira.

Chandaiziva ndechekuti waizvinanzva rako kwete kunanzwa reumwe zvandaive ndakuda kuitiswa naHeadmaster apa.

Nhaimi mukati mufundisi havashuri here ava?, hongu zvekunanzva ropa taizviziva hedu but kwete kunazva reumwe.

Mbuya vangu vanokurungira muboora wekuti ukaudya unosara uchinanzva minwe.

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word