Duramazwi
Zvinoreva
Kurovanidza zvinhu kuzvisanganisa.
1
Kurovanidza zvinhu kuzvisanganisa.
Vakomana vakarovanidza matanga avo en'ombe kumafuro.
Sinjonjo ndemamwe matambirwe emhanzi anotambwa munhu achirovanidza mabvi.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rove rove
Kuti rove rove kupinda nokukwana sezvingaita vanhu mumba, nyoka mumwena, kana mombe mudanga.
VerengaSwipe for the next word