Duramazwi
Zvinoreva
Kuvheneka kushandisa mwenje unoita kuti uone murima.
1
Kuvheneka kushandisa mwenje unoita kuti uone murima.
Kana vakuwasha vachinzi vavheneka musha vanenge vasvika pamusha pavatezvara kekutanga.
Kana kunze kwaedza usiku hunenge hwapera, kwava nechiedza chezuva rinenge roda kuzovheneka nyika.
Uyu mwenje wakajeka chaizvo unoshandiswa kuvheneka munzvimbo dzakaita senhandare dzemitambo usiku.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vheneka musha
Kuvheneka musha kubvunzira kuvanhu vakaita sen'anga kana maporofita kuti paonekwe kuti chii chinonetsa pamusha.
VerengaSwipe for the next word