Duramazwi
jekesa
illuminate
Duramazwi
illuminate
Kana mwenje wajekesa mumba unenge waita kuti muite chiedza.
Kana mwenje wajekesa mumba unenge waita kuti muite chiedza.
Zvidudziramazita imhando yemazwi anotsanangudza pamwe nokujekesa zvinoreva mazita.
Tsumo iyi inojekesa pachena kuti "munhu anoramba chinhu achiti chakaipa anenge aine chiri nani".
Unotarisirwawo kujekesa kuti hurukuro yako iri pamusoro pei.
Kana wajekesa tsananguro unenge waita kuti inyatsobuda pachena.
Duramazwi
01 / 03jekesera
Kana wajekesera munhu zvinhu unenge waita kuti anyatsoziva chokwadi maererano nezvazvo.
VerengaSwipe for the next word