Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jekera vanhu vakawanda vanenge vari pamabiko okudya vachinwa.
Jekera inhanga dikidiki rinenge riri dete, rinobikwa pamwe chete nemuboora kuti upfave.
1

2

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jekerapo
Jekawacheka.
VerengaSwipe for the next word