KwaunobvaDuramazwiJjekesera

Duramazwi

jekesera

Zvinoreva

Kana wajekesera munhu zvinhu unenge waita kuti anyatsoziva chokwadi maererano nezvazvo.

1

Kana wajekesera munhu zvinhu unenge waita kuti anyatsoziva chokwadi maererano nezvazvo.

Pfupiso Chitsauko chino chakujekesera zvinotarisirwa pakunyora pfupiso uye zvaunofanira kuchenjerera.

Kana wajekesera munhu zvinhu unenge waita kuti anyatsoziva chokwadi maererano nezvazvo.

Kuchenura kujekesera nyika kuti munhu anga apomerwa mhosva haana.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jeketa

Jeketa imhashu inodyiwa, yerudzi rwebhurauni, uye inoita ruzha nemakumbo ayo.

Verenga

Swipe for the next word