KwaunobvaDuramazwiJjekete

Duramazwi · zita

jekete

Zvinoreva

Kuti jekete kunyatsodekara uye kugarisika makawanda, kazhinji muchidya. Pane shiri inorira seinoti, _"Pakurima piriva piriva. pakudya jekete."_.

Jekete rudzi rwechibhachi chinopfekwa kana vanhu vachienda kuhondo.

1

2

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jeki

Jeki kamudziyo kanoshandiswa kusimudzira zvakaita semotokari mudenga kana munhu achida kutarisa pasi payo kana kubvisa vhiri.

Verenga

Swipe for the next word