KwaunobvaDuramazwiJjekiseni

Duramazwi · zita

jekiseni

acupuncture · injected · injection

Zvinoreva

Jekiseni itsono ine buri pakati panobuda nomushonga, inobayiwa nayo vanhu muzvipatara vachiiswa mishonga mumuviri.

1

Jekiseni itsono ine buri pakati panobuda nomushonga, inobayiwa nayo vanhu muzvipatara vachiiswa mishonga mumuviri.

Vanhu vazhinji vanoteta kubayiwa jekiseni.

Kubaya nhomba kubaya munhu jekiseni, kunyanya vana, rokudzivirira chirwere chenhomba.

Kubaya jekiseni kupinza mushonga wokurapa mumuviri nomuburi retsono inenge yakagadzirirwa izvozvo.

Mamwe mazwi ane J

J

Swipe for the next word