Duramazwi
Zvinoreva
Kutaura mashoko okutsanangura.
1
Kutaura mashoko okutsanangura.
Mushure mazvo tinoda kuti unyore tunyaya twaungakwanisa kufunga twungadudzira tsumo idzi.
Nyaya iri kutaurwa nezvayo inogona kukubatsira kududzira nyaudzosingwi.
2
Kududzira kutsanangura zvinonzwisisika uye zvichitendeseka.
Duramazwi ndiro chete bhuku rinodudzira mashoko omutauro zvizere.
3
Kududzira kupa mhinduro.
4
Kuturikira.
5
Kududzira chirahwe kupa izwi kana mashoko achinoenderana nawo.
6
Kududzira kutaura mazita evana pamwe nema-
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dudziro
interpretation
VerengaSwipe for the next word