Duramazwi · zita
dudzi
loft
Duramazwi · zita
loft
Dudzi uriri hwedura.
Dudzi uriri hwedura.
Dudzi pasi pehozi dziya dzakagara pamatombo.
Aya mashoko okutukana zvakanyanya anenge ataudzanwa pakati pavanhu. Kwakataurwa matema namachena pakanga porambana Dudzi nomurume wake.
Zangata ndicho chikari chikuru pandudzi mbiri dzezvikari zvinonwirwa doro mumabhawa.
Dudzi pasi pehozi dziya dzakagara pamatombo.
Duramazwi
01 / 03dudzira
Kutaura mashoko okutsanangura.
VerengaSwipe for the next word