Duramazwi
Zvinoreva
Kufamba kana kunyuruka kubva muvhu.
1
Kufamba kana kunyuruka kubva muvhu.
Kuti tukunyu kusimuka. Akati tukunyu paitongwa nyaya, ndokungoenda asina waataura naye.
Kana gonye richiti tukunyu kubuda muvhu rinenge richitseketedza kubuda.
Kuti tukunyu kungoerekana munhu abuda paanga akahwanda.
2
Kana gonye richiti tukunyu kubuda muvhu rinenge richitseketedza kubuda.
3
Kuti tukunyu kungoerekana munhu abuda paanga akahwanda.
4
Kuti tukunyu kuburitsa changa chakavigwa.
5
Kuti tukunyu kusimuka. Akati tukunyu paitongwa nyaya, ndokungoenda asina waataura naye.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tukunyudza
Kutukunyudza zvimanikidza kupinda pausingakwani. Akatukunyudza musoro wake mugumbeze kuti asatonhorwa.
VerengaSwipe for the next word