KwaunobvaDuramazwiTtukunu

Duramazwi

tukunu

Zvinoreva

Kana chinhu chikati tukunu chinenge chakaruka chabuda pachena.

1

Kana chinhu chikati tukunu chinenge chakaruka chabuda pachena.

Tipa yakasvika ikati tukunu tukunu matombo paivakwa zambuko.

Kuti tukunu tukunu kuzvimba nokukasika kunoita nhengo yemuviri inenge yakuvadzwa.

Kuti tukunu tukunu kubuda kwematombo akawanda anenge ari pamwe chete.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tukunu tukunu

Kuti tukunu tukunu kuzvimba nokukasika kunoita nhengo yemuviri inenge yakuvadzwa.

Verenga

Swipe for the next word