Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati tukushu anenge audzwa kuti aite chimwe chinhu asi iye ongoramba akamira nokuda kwekupusa.
1

Takunda akanzi chimhanya utorewo chikafu udye iye ndokubva angoramba akati tukushu.
Kana munhu akati tukushu anenge audzwa kuti aite chimwe chinhu asi iye ongoramba akamira nokuda kwekupusa.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tukuta
Kutukuta kuchera mwena kunoitwa negurwe.
VerengaSwipe for the next word