KwaunobvaDuramazwiTtseketudza

Duramazwi

tseketudza

Zvinoreva

Kushingirira pakuita chinhu.

1

Kushingirira pakuita chinhu.

Kana munhu akatseketudza chinhu chinorema anenge achisudurusa zvishomashoma.

Kana munhu achitseketudza anenge achiedza kupinda paasingakwani.

Kutseketudza kuramba uchitsvaka ruzivo maererano nechimwe chinhu chero zvazvo zvakaoma kuruwana.

2

3

Kana munhu akatseketudza chinhu chinorema anenge achisudurusa zvishomashoma.

4

Kutseketudza kuramba uchitsvaka ruzivo maererano nechimwe chinhu chero zvazvo zvakaoma kuruwana.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tseketuka

Kutseketuka kugoneka kusuduruswa kana kumiswa zvakanaka kwechinhu chinorema.

Verenga

Swipe for the next word