Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsekete rukukwe rwasakara zvikuru.
1
Tsekete rukukwe rwasakara zvikuru.
Tsekete kachirugu kadiki kanosimudzika ko-kutakurira huku.
Rutsekete zvitanda zvinosungirirwa pagumbo rehuku rinenge ravhunika, kuti rigare rakarurama uye kuti risadzimbirwa nyore.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tseketsa
Kupfukuta.
VerengaSwipe for the next word