Duramazwi
tseka
-seka
Duramazwi
Munamate nguva dzose dzamunonzwa kunetseka handiti wanzai minamato.
Gogoe Mhofu vakatoita sevainetseka kuvhura door iye kwave kumhanya otovhura ndokubva atungamira kupinda muspair.
Unofanira kurangarira zviga zvinotarisirwa zvatinokupa izvi kuitira kuti usazonetseka mubvunzo dzako dzekupera kwegore.
-seka
Duramazwi
01 / 03tsekete
Tsekete rukukwe rwasakara zvikuru.
VerengaSwipe for the next word