KwaunobvaDuramazwiFfukura

Duramazwi

fukura

Zvinoreva

Kufukura kuchera ivhu rakaregedzeka. Vakafukura jecha kusvikira vabata mvura pasi, ndokunwa.

Kufukura kubvisa kana kusimudza chinhu changa chakafukidza zviri mukati, zvichisara zvava pachena. Vanhu vane mararo kazhinji vanozvifukura magumbezi vasingazivi.

1

Tadiwa ainge ave kupfukura nekuti angaasati ambosangana nezvakadai pakukura kwake kose.

Mai pavaikanda nzungu mumakomba ataiva tachera nemapadza, isu taitevera tichipfukura kuti shanga dzisadviwa neshiri.

Haunyari here kufukura nguo pazere vanhu?

2

Kupidigura.

3

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fukusa

Kuchera kana kuteta pasi zvishoma zvishoma.

Verenga

Swipe for the next word