Duramazwi
tetena
-duduna-panda
Duramazwi
Kutetena kudya chikafu chakaomarara, uchiita zvokubanda.
Kutetena kudya chikafu chakaomarara, uchiita zvokubanda.
Kana munhu achizvitetena mwoyo anenge ane chinomushungurudza chaanenge achinetsekera mupfungwa.
Kutetena kudya chikafu chakaomarara, uchiita zvokubanda.
Kutetena kurwadza kukuru sezvingaita musoro kana zino.
Kutetena kurwadza kukuru sezvingaita musoro kana zino.
-duduna · -panda
Duramazwi
01 / 03tetenera
Kana uchitetenera unenge uchidya sadza nenzungu, kana nemhodzi dzamanhanga dzakakangwa.
VerengaSwipe for the next word