KwaunobvaDuramazwiPpininga

Duramazwi

pininga

-pinganidzapinyinga pinyinga

Zvinoreva

kubva kune rimwe divi kuenda kune rimwe.

Kupininga kubatanidza zvinhu nenzira inoita kuti zvipinda-ne-pindane, sezvinoita madzimai kana achiruka majuzi.

Kana munhu achiti pininga anenge achifamba achirovanisa makumbo.

1

2

3

Zvine chekuita

-pinganidza

Zvakafanana

pinyinga pinyinga

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pinini

Kuti pinini kumira kunoita chinhu chakaita sepfumo kana rabaya mhuka.

Verenga

Swipe for the next word