Duramazwi
Zvinoreva
Kupinimidza kufambisa muswe kana besu, kubva kune rimwe divi kuenda kune rimwe, sezvinoita mombe ichidzinga nhunzi.
1

Muswe inhengo yemuviri wemhuka inowanikwa kumagumo e-musana inopinimidza kana kurembera kumashure.
Kupinimidza kufambisa muswe kana besu, kubva kune rimwe divi kuenda kune rimwe, sezvinoita mombe ichidzinga nhunzi.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pinimika
Kufunga.
VerengaSwipe for the next word