Duramazwi
monyongodza
-monyongamonyorora
Duramazwi
Kana ukamonyongodza munhu ruoko unenge wakarubata zvakasimba uchirutenderedza zvinorwadza.

-monyonga
Duramazwi
01 / 03monyongoka
Kumonyongoka kuzvimona-mona kunoita munhu achiratidza kuti ari kurwadziwa.
VerengaSwipe for the next word