KwaunobvaDuramazwiMmonyana

Duramazwi

monyana

Zvinoreva

Kana simbi kana zvimwewo zvinhu zvakamonyana zvinenge zvakapindana pindana zvokuti zvinogona kunetsa kupatsanura.

1

Kana simbi kana zvimwewo zvinhu zvakamonyana zvinenge zvakapindana pindana zvokuti zvinogona kunetsa kupatsanura.

Mune zvekushonga, seti isitaira yokugadzira bvudzi kuti risare rakaita zvokumonyana-monyana.

Mhotsi ivhudzi rakamonyana-monyana, turi tupfupi pfupi.

Kuti swatanu kutambanuka kwechinhu change chakamonyana.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

monyongodza

Kana ukamonyongodza munhu ruoko unenge wakarubata zvakasimba uchirutenderedza zvinorwadza.

Verenga

Swipe for the next word