Duramazwi
Zvinoreva
Kumononoka kurudunuka kweshinda kana chimwevo chinhu chinenge chakamonererwa pachimwe.
1
Kumononoka kurudunuka kweshinda kana chimwevo chinhu chinenge chakamonererwa pachimwe.
Kuputunuka kusungunuka kwepange pakasungwa, kana kumononoka kwepange pakamonwa.
Kana nyoka ichirabanuka inenge ichimononoka, ichitasanuka zvinoonesa urefu hwayo.
Kumononoka kurudunuka kweshinda kana chimwevo chinhu chinenge chakamonererwa pachimwe.
2
Kumononoka kuumbika kunoita dzakinywa paguyo.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mononora
Kumononora kusunungura chinhu changa chakasungwa zvakasimba chichiita zvokupombwa.
VerengaSwipe for the next word