Duramazwi · zita
monya
steer
Duramazwi · zita
steer
Munhu ane muviri hombe une mhasuru dzakasimba.
Kana munhu achinzi imonya anenge akasimba chaizvo.

Kana munhu achinyn'omonya majuru anenge achipinza uswa mumwena wavo kuitira kuti abude.
Kushonyongora chinhu kuchimonya zvakasimba, zvekuti chinogona kutyoka.
Bwiraufu imhuka yakada kufanana ne-mhembwe, asi yakakura kuipfuura uye iine nyanga refu, dzakamonya-na.

Duramazwi
01 / 03monyana
Kana simbi kana zvimwewo zvinhu zvakamonyana zvinenge zvakapindana pindana zvokuti zvinogona kunetsa kupatsanura.
VerengaSwipe for the next word