Duramazwi · zita
Zvinoreva
Buzvi rudzi rwetsanga hombe yemurwizi isina mwena pakati.
1
Buzvi rudzi rwetsanga hombe yemurwizi isina mwena pakati.
Buzvi rudzi rwetsanga hombe yemurwizi isina mwena pakati.
Mbuzvi inyoka yemumvura, isingarumi nhando.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bva
Iri izwi rinoshandiswa pakubatanidza mashoko anoumba mitsara, asi kazhinji zvinobatanidzwa zvacho zvichipikisana.
VerengaSwipe for the next word