Duramazwi · zita
Zvinoreva
Urwu rudzi rwembeu yechibage inokasika kuibva, zvaizopa kufunga kokuti mukadzi haangazotizi nzara kana waira warima mbeu iyoyi.
1
Urwu rudzi rwembeu yechibage inokasika kuibva, zvaizopa kufunga kokuti mukadzi haangazotizi nzara kana waira warima mbeu iyoyi.
Takadzvara chimukadziusaenda asi mbeu dzapachuru dzarauka nokuti dziri kureba chose.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimukiro
Kana munhu achiti aita chinhu chimukiro anenge achireva kuti achiita kubvira nguva yaamuka.
VerengaSwipe for the next word